James Ryan mumwe weZvapupu zvaJehovha uye akazvarwa ari matsi, akazopedzisira asingachaoni. Tarisa vhidhiyo iyi uone kuti akabatsirwa sei nemhuri yake uye nevaanonamata navo, * kuti ave neukama naMwari uye ararame upenyu hune chinangwa.

^ ndima 2 James ndiye oga Chapupu mumhuri mavo.