Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Kuendesa Mabhuku Anotsanangura Bhaibheri Kwakasiyana-siyana muCongo

Kuendesa Mabhuku Anotsanangura Bhaibheri Kwakasiyana-siyana muCongo

Inzwa zvinoitwa nezvimwe Zvapupu zvakashinga izvo zvinoita nzendo dzakareba uye dzisiri nyore kuti zviendese mabhuku kwakasiyana-siyana.

 

Inzwa zvimwe

Pahofisi Yebazi yeZvapupu zvaJehovha Panoitwei?

Vanenge vashanya vanobvumirwa kutenderera vachiratidzwa chero imwe yemahofisi edu ebazi. Tinokukoka kuti uitewo kudaro!