Kubvira pakavhurwa nzvimbo yekushambadzira maBhaibheri kumahofisi edu makuru muna 2013, takagamuchira maBhaibheri akawanda anokosha uye asingachanyanyi kuwanika. Anosanganisira Complutensian Polyglot uye maBhaibheri akatanga tanga kubudiswa eKing James uye “Testamende Itsva” yechiGiriki yaErasmus.