Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

Yambiro nezveCoronavirus (COVID-19): Munyika dzakawanda takamisa urongwa hwekuti vanhu vauye vachizoona mahofisi edu. Kana paine hofisi yawanga uchida kuona tinokumbira kuti uifonere.

Madagascar

Vavolombelon’i Jehovah

Lot 1207 MC

Mandrosoa

105 IVATO

MADAGASCAR

+261 3422-44837

+261 3302-44837

+261 3207-44837

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

7:​30 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiMalagasy, Tankarana, Tandroy, uye Vezo. Tinorekodha maCD nemavhidhiyo mumutauro wechiMalagasy. Tinotarisira basa rinoitwa neungano dzinosvika 832. Tinotumira mabhuku nemabhurocha anopfuura 270 000 nemagazini anodarika 600 000 mwedzi nomwedzi.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.