Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

Yambiro nezveCoronavirus (COVID-19): Munyika dzakawanda takamisa urongwa hwekuti vanhu vauye vachizoona mahofisi edu. Kana paine hofisi yawanga uchida kuona tinokumbira kuti uifonere.

Indonesia

Saksi Saksi Yehuwa Indonesia

Central Park APL Office Tower, Floor 31

Jl. S. Parman Kav. 28

Jakarta 11470

INDONESIA

+62-21-2986-0800

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

10:​30 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​30 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro weIndonesian nemimwe mitauro 25. Tinotumirawo mabhuku kuzvitsuwa zveIndonesia.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.