Kuratidzwa Zvinoitwa Pamahofisi Edu
Munofanira kutanga mabhuka musati mauya kuzoshanyira mahofisi edu here? Ehe. Kuti pasazove nevanhu vakawandisa, tinokukumbirai kuti pamunouya kuzoshanyira mahofisi edu, mutange mabhuka pasinei nekuti muri kushanya makawanda sei.
Kana musina kubhuka, zvinoita here kuti muzoratidzwa zvakaita mahofisi edu? Kana musina kubhuka, tinogona kuzotadza kukuratidzai mahofisi edu. Nzvimbo iripo haitibvumiri kuti tive nevashanyi vakawandisa pazuva rimwe chete.
Munofanira kusvika nguvai? Kuti vanhu vasazowandisa panguva imwe chete, tinokukumbirai kuti musakurumidzisa kusvika, asi munogona henyu kusvika pasara maminitsi 30 kuti nguva dzamakabhuka dzikwane.
Munobhuka sei? Bayai pakanzi “Make a Reservation.”
Munogona kukanzura zvamakabhuka here? Ehe. Bayai pakanzi “View or Change Reservations.”
Ko kana musi wamuri kuda kubhuka wakazara? Garai muchitarisa website ino. Vamwe vanogona kukanzura kana kuchinja musi wavakabhuka saka munogona kuwana mukana.
Kubhuka Zuva Raunoda Kushanyira Mahofisi Edu
Ona Kana Kuti Chinja Zvawabhuka
Dhaunirodha Bhurocha Rinoratidza Zvinoitwa Pano
Kero Uye Nhamba Dzefoni
BUDAPEST
Kövirózsa u. 1.
H-1163
MAGYARORSZÁG – HUNGARY
+36 1 401 1100
Mafambiro