Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

Yambiro nezveCoronavirus (COVID-19): Munyika dzakawanda takamisa urongwa hwekuti vanhu vauye vachizoona mahofisi edu. Kana paine hofisi yawanga uchida kuona tinokumbira kuti uifonere.

Chile

Ave Concha y Toro 3456

PUENTE ALTO

CHILE

+56 2-2428-2600

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

9:​00 a.m., 10:​30 a.m., 1:​30 p.m., 3:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokudzidzisa Bhaibheri rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muChile. Tinotumira mabhuku kuungano dzinopfuura 955.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.