Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

Yambiro nezveCoronavirus (COVID-19): Munyika dzakawanda takamisa urongwa hwekuti vanhu vauye vachizoona mahofisi edu. Kana paine hofisi yawanga uchida kuona tinokumbira kuti uifonere.

Central African Republic

58 rue du Stade Boganda

BANGUI

CENTRAL AFRICAN REPUBLIC

+236 21-61-20-70

+236 21-61-89-25

+236 70-11-08-00

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokudzidzisa Bhaibheri rinoitwa neZvapupu zvaJehovha uyewo rokuvaka Dzimba dzoUmambo muCentral African Republic uye Chad. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiSango nemimwe mitauro minomwe.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.