Shona
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW.ORG
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/802013200/univ/art/802013200_univ_sqr_xl.jpg

JW.ORG

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW.ORG

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW.ORG

Mabrowser emazuva ano akadai seChrome, Edge, Firefox, neSafari, anoshanda paAndroid, iOS, Mac, neWindows. Uye mamwewo anoshanda ndeaya ari pamafoni ane Android 5.1 zvichienda mberi.

Kuti jw.org irambe yakachengeteka uye ichishanda zvakanaka tinogona kutadza kuramba tichiita kuti jw.org irambe ichishanda pazvinhu zvine mavhezheni nemabrowser zvekare. Semuenzaniso, jw.org haichavhuri paInternet Explorer. Tinopota tichichinja zvinhu zvinodiwa kuti jw.org irambe ichishanda. Kana ukaona uchiita dambudziko pakuvhura website ino, tarisa uone kuti vhezheni yebrowser rako uye operating system yako zvitsva here. Kana browser rakaiswa mufoni mako risingavhuri, edza kuisa browser rinoita.

 

Unokwanisa kubatsirwa nechimwe Chapupu chinogona kushandisa JW.ORG. Kana asingakwanisi, unogona kufonera hofisi yedu yebazi iri pedyo nekwaunogara.