Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Ndeapi maOperating System Nemabrowser eIndaneti Anoita Pakuvhura jw.org?

Ndeapi maOperating System Nemabrowser eIndaneti Anoita Pakuvhura jw.org?

Maoperating system nemabrowser akawanda emazuva ano anoita. Kuti jw.org inyatsoshanda zvakanaka, unofanira kunge uine version itsva yebrowser rauri kushandisa.

JW.ORG haivhuri kana uchishandisa mabrowser aya:

  • Internet Explorer version 8 uye zvichidzokera kumashure. Kana uchishandisa kombiyuta ine operating system isingapindirani nemaversion matsva eInternet Explorer, shandisa rimwe browser.

  • Opera Mini

Maoperating system anotevera, ayo anoshanda pazvinhu zvakadai semafoni nemaelectronic tablets, anoita:

  • Android 4.0 nemamwe akazotevera kubuda

  • Windows 8.0 nemamwe akazotevera kubuda

  • iOS 7.0 nemamwe akazotevera kubuda (pane zvimwe zvisingavhuri pamidziyo yekare yeApple)