Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

JW Library Inoshanda Here Patablet Yangu?

JW Library Inoshanda Here Patablet Yangu?

JW Library inoshanda pazvinhu izvi:

  • Matablet uye makombiyuta ane Windows 8

    Tapota ona kuti nguva inotevera Windows 8.0 inenge isingacharatidzi zvinhu zvinenge zvaapudhetwa paJW Library. Ita kuti ive neWindows 8.1 zvichienda mberi kuti ugone kuona maapudheti nezvimwe zvinenge zvawedzerwa.

  • Mafoni ane Windows Phone 8 zvichienda mberi

Hatina urongwa hwokuti izoshanda pazvinhu izvi:

  • Makombiyuta ane Windows 7 zvichidzoka kumashure

  • Mafoni ane Windows Phone 7.8 zvichidzoka kumashure