Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

JW Library Inoshanda Here Patablet Yangu?

JW Library Inoshanda Here Patablet Yangu?

JW Library inoshanda zvakanaka pazvinhu zvinotevera zvinenge zviine Android:

  • Matablet nemafoni anenge aine version 2.3 zvichienda mberi

  • Matablet ane Kindle Fire

Hatina urongwa hwokuti ishande pane zvinotevera:

  • Matablet nemafoni anenge aine version 2.2 zvichidzoka kumashure