Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

App Iyi Inoshanda Here Pamudziyo Wangu?

App Iyi Inoshanda Here Pamudziyo Wangu?

JW Language inoshanda pamidziyo inotevera:

  • Makombiyuta kana matablet ane Windows 8.1 kana kuti dzimwe dziri pamberi peiyi

Hapana urongwa hwekuti ishande pamidziyo inotevera:

  • Makombiyuta anoshandisa Windows 8.0 nedzimwe dzakaitangira kubuda

  • Mafoni ese anoshandisa Windows