Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Nei Mamwe Mavara eMutauro wechiThai Asingabudi Sezvaari Chaizvo?

Nei Mamwe Mavara eMutauro wechiThai Asingabudi Sezvaari Chaizvo?

Mamwe mavara anoshandiswa pakunyora mimwe mitauro yakadai sechiThai, anonyorwa akanyanyisa kudzika kana kukwirira, uye mamwe mavara acho anonyorwa aine nyora dzakakurisa. Dzimwe nguva iOS inotadza kubudisa mashoko emitauro iyi sezvaari chaizvo.