Enda pane zvauri kuda

Nyaya Dzemumatare Uye Kodzero Dzevanhu

ERITREA

Zvapupu Zviviri Zvechikuru Zvakafira Mujeri kuEritrea

Habtemichael Tesfamariam naHabtemichael Mekonen vakafa mujeri reMai Serwa Prison gore ra2018 richangotanga. Vakasungirwa zvavaitenda uye vakaitirwa utsinye kwemakore anoda kusvika 10.