Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

NOVEMBER 19, 2018
NDEZVIPI ZVITSVA

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro weTetun Dili

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro weTetun Dili

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene rakabudiswa mumutauro weTetun Dili musi wa16 November 2018, muguta reDili, kuTimor-Leste. Shanduro yeNyika Itsva inowanikwa mumitauro 175.