Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

SEPTEMBER 3, 2018
NDEZVIPI ZVITSVA

Shanduro yeNyika Itsva yeMutauro Wemasaini wekuSouth Africa Yakabudiswa

Shanduro yeNyika Itsva yeMutauro Wemasaini wekuSouth Africa Yakabudiswa

Bhuku raMateu reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene yemutauro wemasaini wekuSouth Africa yakabudiswa musi wa31 August, 2018, muJohannesburg, kuSouth Africa. Shanduro yeNyika Itsva yakashandurwa mumitauro 169.