Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

DECEMBER 17, 2018
NDEZVIPI ZVITSVA

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro weKabiye Uye Mumutauro Wemasaini wekuSpain

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro weKabiye Uye Mumutauro Wemasaini wekuSpain

Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro echiKristu echiGiriki yakabudiswa mumutauro weKabiye musi wa16 December 2018, muguta reKara, kuTogo. Musi iwoyo, muMadrid, kuSpain, kwakabudiswa bhuku raMateu neraJohani reShanduro yeNyika Itsva mumutauro wemasaini wekuSpain. Shanduro yeNyika Itsva yakashandurwa mumitauro 178.