Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

NOVEMBER 26, 2018
NDEZVIPI ZVITSVA

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro weFinnish neLithuanian

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro weFinnish neLithuanian

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene rakabudiswa mumutauro weLithuanian uye Bhaibheri rakadzokororwa reShanduro yeNyika Itsva rakabudiswa mumutauro weFinnish musi wa24 November 2018, muguta reHämeenlinna, kuFinland. Shanduro yeNyika Itsva inowanikwa mumitauro 175. Pamitauro iyi, 16 yacho yakashandurwa kubva muBhaibheri reChirungu rakadzokororwa muna 2013.