Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

AUGUST 13, 2018
NDEZVIPI ZVITSVA

Shanduro yeNyika Itsva yeMutauro weBaoule Uye Yakadzokororwa yeMutauro wechiPolish

Shanduro yeNyika Itsva yeMutauro weBaoule Uye Yakadzokororwa yeMutauro wechiPolish

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene remutauro weBaoule rakabudiswa musi wa10 August 2018, muguta reAbidjan, kuCôte d’Ivoire. Musi uyu zvekare muguta reWarsaw, kuPoland, kwakabudiswawo Shanduro yeNyika Itsva yakadzokororwa muchiPolish. Shanduro yeNyika Itsva yakashandurwa mumitauro 167 uye 14 yacho yaibva muShanduro yeNyika Itsva yeChirungu ya2013.