PaJW.ORG pava nechikamu chekubhuka zuva ramunoda kushanyira mahofisi edu makuru ari muWarwick nemuPatterson, kuNew York, uyewo hofisi yebazi yekuUnited States iri muWallkill, kuNew York.

Rongai kuti mushanyire mahofisi edu ari kuUnited States.