Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NDEZVIPI ZVITSVA

MaAAC Audio Files Haachabudiswi

MaAAC Audio Files Haachabudiswi

Kutanga na2 May, 2016, maAAC audio files achange asingachawaniki pajw.org. Kana maimboshandisa podcast yeNharireyomurindi kana kuti yeMukai! iri muAAC audio format, mungada kuchinja podcast yacho kuti ive muMP3 audio format. Munogona kuita izvozvo muchishandisa link yemaPODCAST iri pakanzi MABHUKU NEZVIMWEWO > MAGAZINI.