Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

MAY 20, 2019
NDEZVIPI ZVITSVA

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro wechiMarshallese

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro wechiMarshallese

Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro echiKristu echiGiriki yakabudiswa mumutauro weMarshallese musi wa18 May, 2019, muguta reMajuro, kuMarshall Islands. Shanduro yeNyika Itsva yakashandurwa mumitauro 180.