Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

APRIL 15, 2019
NDEZVIPI ZVITSVA

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro wechiJapanese

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakabudiswa Mumutauro wechiJapanese

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene rakadzokororwa rakabudiswa mumutauro wechiJapanese musi wa13 April 2019, muKobe, kuJapan. Shanduro yeNyika Itsva inowanikwa mumitauro 179. Pamitauro iyi, 22 yacho yakashandurwa kubva muBhaibheri reChirungu rakadzokororwa muna 2013.