Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva

 Rwiyo 151

Kuratidzwa Kwevanakomana vaMwari

Kuratidzwa Kwevanakomana vaMwari

Dhaunirodha:

(VaRoma 8:19)

  1. Mwari a’kuzoratidza

    Vanenge vakunda.

    Vachanotonga naKristu

    Sevana vaMwari.

    (KORASI)

    Vanakomana vaMwari

    Va’kuzoratidzwa.

    Vachakunda pamwe naShe,

    Vodya nhaka naye.

  2. Vaya vachiri panyika

    A’kuzovadana.

    Kristu, Ishe wemadzishe,

    Achatora vake.

    (KORASI)

    Vanakomana vaMwari

    Va’kuzoratidzwa.

    Vachakunda pamwe naShe,

    Vodya nhaka naye.

  3. Pamwe naShe, vachazorwa

    Pahondo yaMwari;

    Vozochata neGwayana.

    Vofara narini!

    (KORASI)

    Vanakomana vaMwari

    Va’kuzoratidzwa.

    Vachakunda pamwe naShe,

    Vodya nhaka naye.