Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva

 Rwiyo 147

Pfuma Chaiyo

Pfuma Chaiyo

Dhaunirodha:

(Maraki 3:17)

  1. Mwari ava nevana,

    Vakazodzwa nom’dzimu.

    Vakatengwa panyika;

    Akavafarira.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda Jehovha.

    Vanozivisa mbiri yenyu.

  2. Ivo rudzi rutsvene,

    Vanonzwisisa Shoko.

    Vakabviswa murima

    Vakavhenekerwa.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda Jehovha.

    Vanozivisa mbiri yenyu.

  3. Pakutsvaga makwai,

    Vanhu vakatendeka.

    Ivo vakavimbika,

    Kuna Mambo Jesu.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda Jehovha.

    Vanozivisa mbiri yenyu.