Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva

 Rwiyo 143

Chiedza Munyika Ine Rima

Chiedza Munyika Ine Rima

Dhaunirodha:

(2 VaKorinde 4:6)

  1. Murima riri munyika,

    Chiedza chopenya.

    Sezuva riri kubuda

    Panotanga zuva.

    (KORASI)

    Ropenya murima,

    Shoko redu chiedza.

    Rinopa tariro—

    Rojeka sezuva,

    Rotanga rimwe zuva—

    Kwakuyedza.

  2. Vakarara ngavamutswe,

    Nguva zvayapera.

    Tichavanyengeterera,

    Tichavasimbisa.

    (KORASI)

    Ropenya murima,

    Shoko redu chiedza.

    Rinopa tariro—

    Rojeka sezuva,

    Rotanga rimwe zuva—

    Kwakuyedza.