Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva

 Rwiyo 140

Upenyu hwaPiyona

Upenyu hwaPiyona

Dhaunirodha:

(Muparidzi 11:6)

  1. Panotanga zuva; risati rabuda,

    Tinobuda mumba

    meso ane hope,

    totenda.

    Tinonyemwerera munhu wose zvake.

    Vamwe vombomira,

    vamwe vodarika, tiripo.

    (KORASI)

    Ndizvo zvatinoda;

    Kuraramira ‘She.

    Chero zvaanoda tozvi’ta.

    Tinotsungirira,

    Zuva kana mvura.

    Neizvi totaura kuti:

    “Ndokudai.”

  2. Panopera zuva, zuva ra’kunyura,

    Tofara, taneta,

    Mwoyo wotutuma,

    totenda.

    Ndo’zviri pamwoyo, kupa zvose zvedu.

    Totenda Jehovha,

    Otikomborera zvikuru.

    (KORASI)

    Ndizvo zvatinoda;

    Kuraramira ‘She.

    Chero zvaanoda tozvi’ta.

    Tinotsungirira,

    Zuva kana mvura.

    Neizvi totaura kuti:

    “Ndokudai.”