Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 97

Shoko raMwari Upenyu

Sarudza Zvakarekodhwa
Shoko raMwari Upenyu

(Mateu 4:4)

  1. 1. Upenyu hwedu hunobva

    PaShoko raMwari.

    Tinorarama neShoko,

    Kwete chingwa chete.

    Tine rugare nem’faro

    Tichakomborerwa.

    (KORASI)

    Tinorarama neShoko,

    Kwete chingwa chete.

    Rotipa zvezuva rino,

    Rotiraramisa.

  2. 2. Rine nyaya dzechokwadi,

    Dzevanhu vekare.

    Vaifamba nekutenda,

    Vakavimbikawo.

    Tinokurudzirwa kwazvo

    Tarava nezvavo.

    (KORASI)

    Tinorarama neShoko,

    Kwete chingwa chete.

    Rotipa zvezuva rino,

    Rotiraramisa.

  3.  3. Zuva nezuva torava,

    Rotipa tariro.

    Upenyu pahunooma,

    Rinotipa njere.

    Tichengetedze mumwoyo

    Zvese zvatorava.

    (KORASI)

    Tinorarama neShoko,

    Kwete chingwa chete.

    Rotipa zvezuva rino,

    Rotiraramisa.