Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 94

Kuonga Shoko raMwari

Sarudza Zvakarekodhwa
Kuonga Shoko raMwari

(VaFiripi 2:16)

  1. 1. Jehovha, Baba vedu, tinotenda

    Kuti tine chipo cheShoko renyu!

    Rakafemerwa rese;

    Rotisunungura.

    Nemwenje waro, toona chokwadi.

  2. 2. Shoko renyu robaya pakadzika,

    Pfungwa nevavariro richicheka.

    Toda mitemo yenyu, mafungiro enyu.

    Zvotitungamira, zuva nezuva.

  3. 3. Manyorerwo aro, toanzwisisa.

    Vaprofita venyu vaiva sesu.

    Ngative nekutenda kunobva muShoko.

    Mwari tinotenda neShoko renyu!