Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 89

Teerera, Uzviite, Ukomborerwe

Sarudza Zvakarekodhwa
Teerera, Uzviite, Ukomborerwe

(Ruka 11:28)

  1. 1. Ratidza kute’rera kwako Jesu,

    Anodzidzisa toziva nzira.

    Patinomunzwa tinobva tafara,

    Tate’rera, tichakomborerwa.

    (KORASI)

    Wanzwa zvinoda Mwari,

    Te’rera uzviite.

    Unopinda muzororo rake,

    Zvi’te ukomborerwe.

  2. 2. Upenyu hwedu hukaita semba

    Iri padombo kwete pajecha,

    Tichiita zvinotaura Jesu,

    Tichamira tisingakukurwi.

    (KORASI)

    Wanzwa zvinoda Mwari,

    Te’rera uzviite.

    Unopinda muzororo rake,

    Zvi’te ukomborerwe.

  3. 3. Tikateerera Mwari sevana,

    Tese zvedu tichakomborerwa,

    Semuti uri pahova dzemvura,

    Unowana michero panguva.

    (KORASI)

    Wanzwa zvinoda Mwari,

    Te’rera uzviite.

    Unopinda muzororo rake,

    Zvi’te ukomborerwe.