Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 RWIYO 88

Itai Kuti Ndizive Nzira Dzenyu

Sarudza Zvakarekodhwa
Itai Kuti Ndizive Nzira Dzenyu
ONA

(Pisarema 25:4)

  1. 1. Jehovha Mwari taungana tese,

    Tichibvuma kukokwa nemi.

    Shoko renyu rinotivhenekera,

    Richitidzidzisa nezvenyu.

    (KORASI)

    Ndidzidziseiwo nzira dzenyu;

    Itai kuti ndinzwe mutemo.

    Ndifambiseiwo muchokwadi,

    Ndigofarira mutemo wenyu.

  2. 2. Uchenjeri hwenyu hukuru kwazvo;

    Kutonga kwenyu kwakanaka.

    Shoko renyu rinoshamisa kwazvo;

    Chokwadi chenyu hachigumi.

    (KORASI)

    Ndidzidziseiwo nzira dzenyu;

    Itai kuti ndinzwe mutemo.

    Ndifambiseiwo muchokwadi,

    Ndigofarira mutemo wenyu.