Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 77

Chiedza Munyika Ine Rima

Sarudza Zvakarekodhwa
Chiedza Munyika Ine Rima

(2 VaKorinde 4:6)

  1. 1. Murima riri munyika,

    Chiedza chopenya.

    Sezuva riri kubuda

    Kana kwa’kuyedza.

    (KORASI)

    Ropenya murima,

    Shoko redu chiedza.

    Rinopa tariro.

    Rojeka sezuva,

    Zuva idzva rasvika,

    Kwa’kuyedza.

  2. 2. Vakarara ngavamutswe,

    Nguva zvayapera.

    Tichavanyengeterera,

    Tichavasimbisa.

    (KORASI)

    Ropenya murima,

    Shoko redu chiedza.

    Rinopa tariro.

    Rojeka sezuva,

    Zuva idzva rasvika,

    Kwa’kuyedza.