Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 61

Shingai, Imi Zvapupu!

Sarudza Zvakarekodhwa
Shingai, Imi Zvapupu!

(Ruka 16:16)

  1. 1. Vakashinga munguva yemugumo,

    Vodzivirira mashoko akanaka.

    Satani ari kuvarwisa,

    Nesimba raMwari vanorwa naye.

    (KORASI)

    Rambai makashinga, imi Zvapupu!

    Farai kuti munoshumira Mwari!

    Zivisai kusvika kweParadhiso,

    Zvikomborero zvayo zvasvika.

  2. 2. Hatibvumi kuita zvakaipa,

    Kuti tifadze vatongi vemunyika.

    Tinorambawo kusvibiswa.

    Ticharamba takanyatsoperera.

    (KORASI)

    Rambai makashinga, imi Zvapupu!

    Farai kuti munoshumira Mwari!

    Zivisai kusvika kweParadhiso,

    Zvikomborero zvayo zvasvika.

  3. 3. Mwari neUmambo hwake osekwa;

    Zita dzvene rinoshorwa, richirambwa.

    Isu ngatiritsvenesei,

    Tirizivise kumarudzi ese.

    (KORASI)

    Rambai makashinga, imi Zvapupu!

    Farai kuti munoshumira Mwari!

    Zivisai kusvika kweParadhiso,

    Zvikomborero zvayo zvasvika.