Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 53

Kugadzirira kunoparidza

Sarudza Zvakarekodhwa
Kugadzirira kunoparidza

(Jeremiya 1:17)

  1. 1. Kwayedza.

    Tiri kuda

    Kunoparidza shoko.

    Kwakwidibira,

    Mvura ya’kunaya.

    Zviri nyore kuramba zvedu

    tirere.

    (KORASI)

    Kufunga zvinhu zvakanaka,

    Nekunyengetera;

    Zvichatipa chido nesimba

    Ratinoda.

    Hatimbotyi; tine ngirozi,

    Dzatumwa naJesu.

    Nemumwe watabuda naye,

    Tichakunda.

  2.  2. Mufaro

    Uchauya

    Tikayeuka izvi.

    Ishe ano’na

    Zvese zvatoita,

    Haakanganwi basa redu

    rerudo.

    (KORASI)

    Kufunga zvinhu zvakanaka,

    Nekunyengetera;

    Zvichatipa chido nesimba

    Ratinoda.

    Hatimbotyi; tine ngirozi,

    Dzatumwa naJesu.

    Nemumwe watabuda naye,

    Tichakunda.