Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 49

Kufadza Mwoyo waJehovha

Sarudza Zvakarekodhwa
Kufadza Mwoyo waJehovha

(Zvirevo 27:11)

  1. 1. Mwari isu takapika

    Kuda kwenyu tichaita.

    Nekudaro tinoziva

    Mwoyo wenyu tinofadza.

  2. 2. Muranda wenyu otipa

    Zvekudya isu ‘veimba,’

    Panguva yakakodzera

    Kuti ti’te kuda kwenyu.

  3. 3. Tipeiwo simba renyu,

    Tirambe takatendeka,

    Tibereke zvibereko.

    Tichifadza mwoyo wenyu.