Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 42

Munyengetero Wemushumiri waMwari

Sarudza Zvakarekodhwa
Munyengetero Wemushumiri waMwari

(VaEfeso 6:18)

  1. 1. Baba vedu, Musiki, Jehovha,

    Zita renyu ritsveneswe, rikudzwe.

    Kuda kwenyu ngakuzadzike.

    Umambo hwenyu ngahuchisvika,

    Panguva yakatarwa,

    Tikomborerwe nahwo.

  2. 2. Tokutendai zuva nezuva,

    Nezvamunotipa zvatinoshuva.

    Upenyu, chiedza m’notipa;

    Zivo, uchenjeri nenzwisiso.

    Baba tokutendai,

    Tinokurumbidzai.

  3. 3. Munyika tiri kutambudzika.

    Ndimi Munyaradzi akavimbika.

    Kwamuri tokanda mutoro,

    Kuti tirambe tine mufaro.

    Kuda kwenyu tiite.

    Mhiko dzedu tidzi’te.