Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 32

Tsigira Jehovha!

Sarudza Zvakarekodhwa
Tsigira Jehovha!

(Eksodho 32:26)

  1. 1. Taiva takavhiringidzika,

    Tichinwa padzidziso dzenhema.

    Takafara kwazvo patakanzwa

    ZveUmambo hwaMwari.

    (KORASI)

    Tsigira Jehovha; Umudisise.

    Haambokusiyi; Famba m’chiedza.

    Zivisa mashoko nezverugare.

    Kutonga kwaKristu kuchawedzera.

  2. 2. Tinomira kudivi raMwari

    Tichiparidza Umambo kwese.

    Yasvika nguva yekusarudza

    Kutsigira Jehovha.

    (KORASI)

    Tsigira Jehovha; Umudisise.

    Haambokusiyi; Famba m’chiedza.

    Zivisa mashoko nezverugare.

    Kutonga kwaKristu kuchawedzera.

  3. 3. Hatityi zvingaita Satani,

    Mwari wedu achatinunura.

    Nyange vachitipfu’ra kuwanda,

    Mwari isimba redu.

    (KORASI)

    Tsigira Jehovha; Umudisise.

    Haambokusiyi; Famba m’chiedza.

    Zivisa mashoko nezverugare.

    Kutonga kwaKristu kuchawedzera.