Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 29

Kuita Zvinoenderana Nezita Redu

Sarudza Zvakarekodhwa
Kuita Zvinoenderana Nezita Redu

(Isaya 43:10-12)

  1. 1. Jehovha mune simba, hamugumi;

    Makarurama munewo rudo.

    Tsime rechokwadi neuchenjeri,

    Ndimi Changamire wekudenga.

    Tinofara kuita basa dzvene,

    Kuzivisa chokwadi cheUshe.

    (KORASI)

    Ropafadzo yedu kuva Zvapupu.

    Zvi’to zvienderane nezita!

  2. 2. Kushanda nevamwe mubasa dzvene

    Kunotibatanidza murudo.

    Tichiratidzira kubwinya kwenyu,

    M’faro unozadza mwoyo yedu.

    Kudanwa nezita renyu Jehovha,

    Kwowedzera mbiri yenyu, Baba.

    (KORASI)

    Ropafadzo yedu kuva Zvapupu.

    Zvi’to zvienderane nezita!