Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 RWIYO 21

Rambai Muchitanga Kutsvaga Umambo

Sarudza Zvakarekodhwa
Rambai Muchitanga Kutsvaga Umambo
ONA

(Mateu 6:33)

  1. 1. Chinokosheswa naMwari,

    Chinomufadza kwazvo,

    Ndihwo Umambo hwaKristu,

    Huchagadzira zvese.

    (KORASI)

    Tanga kutsvaga Umambo

    Nekururama kwake.

    Imba uchimurumbidza,

    Uve akatendeka.

  2. 2. Tingazvidyirei mwoyo

    Kuti tichanzwa nzara?

    Mwari achatichengeta

    Tikatsvaga Umambo.

    (KORASI)

    Tanga kutsvaga Umambo

    Nekururama kwake.

    Imba uchimurumbidza,

    Uve akatendeka.

  3. 3. Ngatizivise Umambo,

    Vanhu vaone kuti

    Tariro yavo ndiMwari,

    Uye Umambo hwake.

    (KORASI)

    Tanga kutsvaga Umambo

    Nekururama kwake.

    Imba uchimurumbidza,

    Uve akatendeka.