Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 17

“Ndinoda”

Sarudza Zvakarekodhwa
“Ndinoda”

(Ruka 5:13)

  1. 1. Kristu, aiva nemutsa

    Nerudo rukuru kwazvo.

    Aiva nehanya Nemunhu wese

    Achipa nguva nerudo.

    Aida vakaderera

    Achiporesa varwere.

    Aizvipira, tinozviona

    Nerudo oti: “Ndinoda.”

  2. 2. Toda kumutevedzera

    Richibuda, richinyura.

    Vanhu tinovada; Tovadzidzisa,

    Pakunamata vokura.

    Hama dzedu dzaomerwa,

    Chirikadzi nenherera,

    Dzikakuudza zvadziri kuda;

    Ibva wangoti: “Ndinoda.”