Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 144

Ramba Wakatarisa Mubayiro!

Sarudza Zvakarekodhwa
Ramba Wakatarisa Mubayiro!

(2 VaKorinde 4:18)

  1. 1. Meso emapofu o’nazve,

    Nzeve dzematsi dzichinzwazve,

    Nziyo dzevana dzotifadza,

    Mufaro, rugare kwese,

    Vari mumakuva vomutswa

    Panyika isisina chivi,

    (KORASI)

    Uchaona simba raMwari,

    Ukamirira m’bayiro.

  2. 2. Hwai nemhumhi zvova pamwe,

    Mhuru nemabheya zvotamba,

    Zvichafudzwa nekakomana,

    Zvese zvichakate’rera.

    Zvemisodzi zvava zvekare

    Pasina marwadzo nekutya,

    (KORASI)

    Uchaona simba raMwari,

    Ukamirira m’bayiro.