Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 13

Kristu, Muenzaniso Wedu

Sarudza Zvakarekodhwa
Kristu, Muenzaniso Wedu

(1 Petro 2:21)

  1. 1. Mwari akatida

    Zvisingayereki,

    Paakatipa Dangwe rake Kristu.

    Akava wenyama,

    Zvatakangoita.

    Akarumbidza zita raMwari.

  2. 2. Shoko raJehovha

    Rakamusimbisa;

    Rakamupa zivo neuchenjeri.

    Akaita basa,

    Achitiratidza

    Kuti tingafadza sei Mwari.

  3. 3. SaJesu togara

    Tichirumbidza Jah.

    Tichatsikawo nemaakatsika.

    Tomutevedzera

    Nekusingaperi,

    Mwari acharamba achitida.