Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 121

Tinofanira Kuzvidzora

Sarudza Zvakarekodhwa
Tinofanira Kuzvidzora

(VaRoma 7:14-25)

  1. 1. Toda Mwari nepfungwa nemwoyo;

    Sezvo tichitadza, ngatizvidzore.

    Zvido zvenyama zvakaipa,

    Zvemweya zvinoraramisa.

  2. 2. Miedzo yaSatani mizhinji;

    Nyama yedu ingaedzwa nechivi.

    Chokwadi chinokunda chivi.

    NaJehovha pfungwa dzokunda.

  3. 3. Zvi’to neshoko zvokudza Mwari;

    Saka ngatirege kuva nemhosva.

    Ngative neichi chinangwa;

    Chekuzvidzora nguva dzese.