Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 119

Tinofanira Kuva Nekutenda

Sarudza Zvakarekodhwa
Tinofanira Kuva Nekutenda

(VaHebheru 10:38, 39)

  1. 1. Mwari akataura kazhinji

    Nekuvaprofita vake.

    Nhasi anoti, ‘Mese pfidzai,’

    Achishandisa Jesu.

    (KORASI)

    Tinonyatsotenda here?

    Nekutenda tichapona.

    Ngatitende nemabasa!

    Ndiko kutenda kunoponesa.

  2. 2. Tinofara kute’rera Kristu,

    Tichiparidza Umambo.

    Tinozivisa nezvetariro;

    Hativanzi chokwadi.

    (KORASI)

    Tinonyatsotenda here?

    Nekutenda tichapona.

    Ngatitende nemabasa!

    Ndiko kutenda kunoponesa.

  3. 3. Kutenda kunotidzikamisa;

    Hatizombodzoki shure.

    Tinovimba naJehovha Mwari;

    Tava pedyo kupona.

    (KORASI)

    Tinonyatsotenda here?

    Nekutenda tichapona.

    Ngatitende nemabasa!

    Ndiko kutenda kunoponesa.