Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 113

Rugare Rwedu

Sarudza Zvakarekodhwa
Rugare Rwedu

(Johani 14:27)

  1. 1. Rumbidzai Jehovha,

    Ndewerugare.

    Achagumisa hondo,

    Vanhu vonzwana.

    Muchinda Werugare,

    She Jesu Kristu

    Achakunda,

    Pozova nerunyararo.

  2. 2. Kupopota nehasha,

    Takazvisiya;

    Mapfumo, mapakatwa

    Zvava mapadza.

    Tokoshesa rugare;

    Tokanganwira.

    Semakwai aJesu,

    Tine rugare.

  3. 3. Kuva nerugare ’rwu

    Kukomborerwa.

    Mitemo yaJehovha

    Toiterera.

    Vamwe vanotiona

    Vanozvidawo.

    Dzamara Umambo

    Hwaunza rugare.