Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

ZVIRI MUKATI

Zvapupu zvaJehovha

Shona

‘Imbira Jehovha Uchifara’

 RWIYO 104

Chipo chaMwari cheMweya Mutsvene

Sarudza Zvakarekodhwa
Chipo chaMwari cheMweya Mutsvene

(Ruka 11:13)

  1. 1. Baba, Jehovha, vengoni dzese,

    Munopfuura mwoyo yedu.

    Tirerutsireiwo mutoro.

    Tinyaradzei nemweya wenyu.

  2. 2. Baba, tinoziva tinotadza;

    Pane patinomborasika.

    Tokumbirawo, tateterera:

    Tidzoreiwo nemweya wenyu.

  3. 3. Taora mwoyo, tarukutika,

    Simba renyu rotisimbisa.

    Semakondo tinobhururuka,

    Mukatipa mweya m’tsvene wenyu.