Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 RWIYO 103

Vafudzi—Zvipo Zviri Varume

Sarudza Zvakarekodhwa
Vafudzi—Zvipo Zviri Varume
ONA

(VaEfeso 4:8)

  1. 1. Jehovha anotibatsira

    Nevafudzi vake.

    Ivo vanotungamirira

    Nemuenzaniso.

    (KORASI)

    Mwari anotipa vafudzi

    Vatinovimba navo.

    Vane hanya neboka rake;

    Vadei zvakanyanya.

  2. 2. Vafudzi vanotida kwazvo;

    Vanyoro zvikuru.

    Vanozorodza pamarwadzo,

    Neshoko remutsa.

    (KORASI)

    Mwari anotipa vafudzi

    Vatinovimba navo.

    Vane hanya neboka rake;

    Vadei zvakanyanya.

  3. 3. Vanotipa zano rekuti

    Tisambotsauke.

    Votibatsira kushumira

    Mwari nguva dzese.

    (KORASI)

    Mwari anotipa vafudzi

    Vatinovimba navo.

    Vane hanya neboka rake;

    Vadei zvakanyanya.