Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Zvisarudzo

Zvisarudzo
ONA

Dhaunikrodha:

  1. 1.Ndoita seiko?

    Ndazonyatsorasika.

    Mwoyo wa-

    ndinyengera.

    Maiwe! Ndave murudo.

  2. 2. Zvakanaka

    Zvoda kushanda.

    Handizvisarudziri,

    Asi neShoko raMwari.

  3. 3. Zvakaoma kurega

    Zvinhu zviriwo pamwoyo

    Wokuda zvinhu zvisizvo.

    Asi ndina Jehovha.

    (KORASI)

    Anoti: “Ndinokuda. Handimbokusiya.

    Vimba neni pazvose.

    Ndichakubatsirawo.”

  4. 4. Sarudza zvinhu zvakanaka;

    Tizive zvinokosha.

    Zvakaita sehondo m’mwoyo,

    Asi iwe ikunde.

    Zvinoreva upenyu.

  5. 5. Izvo ndakasarudza,

    Inzira yaJehovha.

    Zvakanga zvakaoma,

    Jehovha akabatsira.