Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Ndinoshamiswa Nezvamakasika

Ndinoshamiswa Nezvamakasika
ONA
  1. 1. Maambakuedza nd’nonzwa shiri kuimba.

    Nenyeredzi dzinodzima, kunze kwachena.

    Mumiti ndo’na zuva kupenya,

    Mhepo ichivhuvhuta, ndofefeterwa.

    (SUMO YEKORASI)

    Ndinoti, “O Jah, Jehovha Mwari,

    Basa renyu iri r’notityisa.” Ndo’na nyeredzi,

    Ndoshamiswa m’notifungawo.

    (KORASI)

    Ndinozviona izvi, ndokuimbirai.

    Zvishamiso zvenyu—ndokuimbirai.

    Ndokuimbirai.

  2. 2. Zvipenyu izvi zvakazonaka—

    Mangwanani neusiku—zv’nombotiiko nhai?

    Pam’soro pemakomo nemunyanza,

    Zvipenyu zvese ngazvikuimbirei.

    (SUMO YEKORASI)

    Ndinoti, “O Jah, Jehovha Mwari,

    Basa renyu iri r’notityisa.” Ndo’ona nyeredzi,

    Ndoshamiswa m’notifungawo.

    (KORASI)

    Ndinozviona izvi, ndokuimbirai.

    Zvishamiso zvenyu—ndokuimbirai.

    Ndokuimbirai.

    (BHIRIJI)

    Patinodzamisa pfungwa dzedu,

    T’nobva tadzidza nezveakatipa upenyu.

    (SUMO YEKORASI)

    Ndinoti, “O Jah, Jehovha Mwari,

    Basa renyu iri r’notityisa.” Ndo’na nyeredzi,

    Ndoshamiswa m’notifungawo.

    (KORASI)

    Ndinozviona izvi, ndokuimbirai.

    Zvishamiso zvenyu, ndokuimbirai.

    Ndinozviona izvi, ndoku—ndokuimbirai.

    Ndinozviona izvi, ndoku—ndokuimbirai.

    Zvishamiso zvenyu, ndoku—ndokuimbirai.

    Ndokuimbirai.